Batsira

Tinokutendai nerutsigiro rwenyu.

Zvese zvatinoita zvinogoneka nekupa kwenyu uye nemunamato wevanhu vakafanana newe. Mupiro mumwe nomumwe, mukuru kana muduku, unotibatsira kuita vadzidzi vaKristu kuburikidza nedzidzo yakanaka uye nesimba rinoshandura upenyu reShoko raMwari.

Batsirai izvozvi
External website link icon

Dzidziso dzeBhaibheri

$10
Inogona kuisa bhuku raDerek Prince mumaoko emutendi mutsva.
$200
Inogona kugadzirisa nedhijitari uye kuburitsa 5-15 maminetsi vhidhiyo raDerek Prince.
$2000
Inogona kuturikira bhuku raDerek Prince mune mumwe mutauro.
International giving icon

Nei Mupiro Wako Uchikosha

Tinovimba nemipiro kuti tiite basa redu repasi rose re "kusvika kune vasina kusvika uye kuendera vasina kuenderwa" kuti Mwari akudzwe. Ibasa rerudo kuti vose vazadzikise Basa guru.

Mupiro wako unotsigira zvakananga basa redu rinotsigirwa nepasi rose uye kuedza kwedu kudzidzisa Bhaibheri kunyika dose, vanhu nendimi dzose.

Dzimwe Nzira dzekupa

Ndokumbira utibate kuti uwane rumwe ruzivo uye dzimwe nzira dzaungapa kuhushumiri hweDerek Prince Ministries.

Taura nesu

Kupa Nhaka

Chengetedza mari muHumambo hwaMwari uye usiye nhaka inogara nechipo kuDerek Prince Ministries muWill yako.

Kupa Nhaka
Gemma L