Zvimwe zviri kuuya

Tiri kuvaka chimwe chinhu chakakosha.

Unogona kuona shanduko dziri kuitika kuwebhusaiti yedu mukati megore ra2023 na2025 kuti vane nzara yezvemweya vakwanise kuwana zvose pano.

Tichiratidzira dzidziso dzinobatsira munhu wese dzaDerek Prince, chinangwa chedu chikuru "kuenda kune vasina kuenderwa uye kudzidzisa vasina kudzidziswa" kuti Mwari akudzwe pasi rose. Ichi hachisi chinhu chiduku, kunyanya paunofunga nezvezviuru zvezvinyorwa zvekudzidzisa zveBhaibheri zvinowanikwa pachena kuti tigoverane.

Tinokukurudzira kuti ubatisise webhusaiti ino uye udzoke kakawanda apo tiri kugadzira zvinyorwa zvechiKristu zvechokwadi zvinobatsira, zvinoshanda, uye zvinosimudzira vatendi kwese kwese